How to speak emoticon, and buy Dengu groceries online

By Dengu Tawanda

Dengu online groceries: 🇿🇦⏩🇿🇼⌚
Makadii henyu👏👏👏

Dengu chirongwa chekuti mokwanisa  kutengera vabereki,👨👩👦👦 hama kana shamwari vari Ku Zimbabwe imi  muri kuno Ku South Africa.🇿🇦

Dengu is an online shopping basket that allows you to buy groceries for your loved ones in Zimbabwe, and pay for them in SA.

Grocery riri Ku Zimbabwe🇿🇼 kare imi  chenyu  ku sarudza hamper🎁 isu tosvitsa 🏍pamba  🏡R50 (Harare ne Mutare) kana kuti  anoenda kunotora  Ku pickup point

Ma groceries aka pekwa  kare Ku 🇿🇼
Ma Hamper 🎁 anotangira from 💵R300- R800

Tinewo zvekare  inonzi  Wish list📜 (Munonyora  ✍🏿grocery /maproducts amuri kuda Ku Zimbabwe 🇿🇼tokutsvagirai uye tonokusiyirai  pamba 🏡 (Harare ne Mutare)

Chenyu kubhadhara 💵mari kuno
Muno deposit mari Ku Fnb account yedu motumira proof of payment 📄to our 📩email inoti info@dengu.co.za or pawhatsapp pano mushure mekureceiver proof of payment   Same day delivery kana mabhadhara before 2pm ⌚
Harare ne Mutare neflat fee ye R50 💵
kana kunotora vega ku office yedu iri kuna  Nelson Mandela mu town yeHarare.

We specialise in prepackaged hampers and bulk orders👏

We are present in six cities for everyday collections
(Six cities in a month 👏🏿👏🏿👏🏿With your support Matengu Zimbabwe yese🇿🇼)

We give you the power to choose.
FREE COLLECTIONS IN 6 CITIES, DAILY !
DELIVERIES IN HARARE AND MUTARE (R70 flat 20km radius)
🇿🇼Harare
🇿🇼Bulawayo
🇿🇼Mutare
🇿🇼Gweru
🇿🇼Masvingo
🇿🇼Rusape

All we can say is thank you for your support

Payments are through our FNB Account
Payments should be made before 13:00hrs weekdays or 11:00hrs Saturdays for same day deliveries

Www.Dengu.co.za
Www.Facebook.denguonline.co.za
What’s app 061 231 5900

Twitter:@realdigitalnews

Facebook: ZimbabweDigitalNews